Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 22:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mutumwa waJehovha akapfuurira mberi akandomira panzvimbo yakamanikana pakanga pasina mukana wokutendeukira kurudyi kana kuruboshwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22

Maonero Numeri 22:26 akapoteredza