Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 22:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo vaIsraeri vakafamba vachienda kumapani eMoabhu vakadzika misasa yavo vakatevedza Jorodhani nechemhiri kweJeriko.

2. Zvino Bharaki mwanakomana waZipori akaona zvose zvakanga zvaitwa navaIsraeri kuvaAmori,

3. Moabhu akatya nokuti pakanga pana vanhu vazhinji. Zvirokwazvo, Moabhu yakazara nokudedera nokuda kwavaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22