Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 21:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, vaIsraeri vakamukunda nomunondo vakamutorera nyika yake kubva paAnoni kusvikira kuJabhoki, asi kusvikira kuvaAmoni bedzi, nokuti muganhu wavo wakanga wakasimba.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 21

Maonero Numeri 21:24 akapoteredza