Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 21:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva ipapo vakapfuurira mberi vachienda vakasvika kuBheeri, patsime apo pakanzi naJehovha kuna Mozisi, “Unganidza vanhu pamwe chete uye ini ndichavapa mvura.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 21

Maonero Numeri 21:16 akapoteredza