Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weAradhi muKenani aigara kuNegevhi, akati anzwa kuti vaIsraeri vakanga vachiuya nenzira inoenda kuAtarimi, akarwisa vaIsraeri akatapa vamwe vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 21

Maonero Numeri 21:1 akapoteredza