Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 20:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Aroni achachengetwa kuvanhu vokwake. Haangapindi munyika yandakapa vaIsraeri, nokuti mose muri vaviri makamukira murayiro wangu pamvura yepaMeribha.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 20

Maonero Numeri 20:24 akapoteredza