Mozisi akatuma nhume ari kuKadheshi kuna mambo weEdhomu, achiti,“Zvanzi nomunun'una wako Israeri: Iwe unoziva matambudziko ose akatiwira.