Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 20:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mumwedzi wokutanga, ungano yose yeIsraeri yakasvika murenje reZini, uye vakandogara paKadheshi. Ndipo pakafira Miriamu uye akavigwapo.

2. Zvino pakanga pasisina mvura yeungano, uye vanhu vakaungana vakapopotera Mozisi naAroni.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 20