Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vose vanodiwa kumusasa waJudha maererano namapoka avo, vanokwana zviuru zana namakumi masere nezvitanhatu, namazana mana. Ava ndivo vachatanga kusimuka.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 2

Maonero Numeri 2:9 akapoteredza