Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 19:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu akachena anofanira kusasa munhu asina kuchena nezuva rechitatu uye nerechinomwe, uye pazuva rechinomwe anofanira kumunatsa. Munhu ari kunatswa anofanira kusuka nguo dzake agozvishambidza nemvura, uye manheru iwayo anofanira kuva akachena.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 19

Maonero Numeri 19:19 akapoteredza