Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 19:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani anobata chitunha chaani zvake akasazvinatsa anosvibisa tabhenakeri yaJehovha. Munhu uyu anofanira kubviswa pakati pavaIsraeri. Nokuti mvura yokunatsa haina kumbosaswa pamusoro pake, haana kuchena; kusachena kwake kucharamba kuri paari.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 19

Maonero Numeri 19:13 akapoteredza