Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, hazvina kukwana kwamuri here kuti Mwari wavaIsraeri akakutsaurai pakati peungano yavaIsraeri vose akakuswededzai pedyo naye kuti muite basa patabhenakeri yaJehovha uye kuti mumire pamberi peungano mugovashandira?

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:9 akapoteredza