Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka murume mumwe nomumwe akatora hadyana yake, akaisa moto nezvinonhuwira mairi, uye vakamira naMozisi naAroni pamukova wokupinda muTende Rokusangana.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:18 akapoteredza