Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 14:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna mumwe wenyu achapinda munyika yandakakupikirai noruoko rwakasimudzwa kuti uve musha wenyu, kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune naJoshua mwanakomana waNuni.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 14

Maonero Numeri 14:30 akapoteredza