Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 11:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Mozisi akapindura akati, “Ko, iwe une godo nokuda kwangu here? Ndinoshuva kuti dai vanhu vaJehovha vose vava vaprofita uye kuti dai Jehovha aisa mweya wake pamusoro pavo!”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 11

Maonero Numeri 11:29 akapoteredza