Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 9:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo zvino, Mwari wedu, mukuru, ane simba, uye Mwari anotyisa, anochengeta sungano yake yorudo, matambudziko aya ose ngaarege kuva madiki pamberi penyu, matambudziko akauya pamusoro pedu, napamusoro pamadzimambo edu navatungamiri, napamusoro pavaprista vedu navaprofita, pamusoro pamadzibaba edu navanhu vose, kubva pamazuva amadzimambo avaAsiria kusvikira nhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 9

Maonero Nehemia 9:32 akapoteredza