Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 9:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Makavapa ushe namarudzi, mukavapa nyika yose kusvika kumagumo ayo. Vakatora nyika yaSihoni mambo weHeshibhoni nenyika yaOgi mambo weBhashani.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 9

Maonero Nehemia 9:22 akapoteredza