Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 9:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaramba kuteerera uye vakasarangarira zvishamiso zvamakaita pakati pavo. Vakava nemitsipa mikukutu uye pakumukira kwavo vakagadza mutungamiri kuti vadzokere kuutapwa hwavo. Asi imi muri Mwari anokanganwira, ane nyasha nengoni, anononoka kutsamwa uye azere norudo. Naizvozvo hamuna kuvasiya,

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 9

Maonero Nehemia 9:17 akapoteredza