Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vari pakati penzara makavapa chingwa chaibva kudenga, uye pavakafa nenyota makavapa mvura yakabva padombo; makavaudza kuti vapinde kundotora nyika yamakanga mapika noruoko rwakasimudzwa kuti muvape.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 9

Maonero Nehemia 9:15 akapoteredza