Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 8:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ungano yose yakanga yadzoka kuutapwa yakavaka matumba ikagaramo. Kubva pamazuva aJoshua mwanakomana waNuni kusvikira pazuva iroro, vaIsraeri havana kumbopemberera saizvozvi. Uye mufaro wavo waiva mukuru kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 8

Maonero Nehemia 8:17 akapoteredza