Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 6:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Yakanga yakanyorwa zvinoti: “Pakati pamarudzi zvinotaurwa kuti, uye Geshemu anotiwo ichokwadi, iwe navaJudha muri kurangana kumukira mambo, ndokusaka muri kuvaka rusvingo. Pamusoro pezvo, iwe wava kuda kuva mambo wavo sokutaurwa kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 6

Maonero Nehemia 6:6 akapoteredza