Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 5:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zuva rimwe nerimwe ndaigadzirirwa nzombe imwe, makwai akaisvonaka matanhatu nehuku, uye pagumi roga ramazuva ndaipiwa waini zhinji dzemhando dzose. Kunyange zvakadaro hazvo, handina kumbokumbira zvokudya zvomubati, nokuti mitoro yakanga yakatakudzwa vanhu ava yairema kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 5

Maonero Nehemia 5:18 akapoteredza