Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo, kubva pagore ramakumi maviri raMambo Atazekisesi, pandakagadzwa somubati wavo munyika yaJudha, kusvikira pagore rake ramakore makumi matatu namaviri, makore gumi namaviri, ini nehama dzangu hatina kudya zvokudya zvaipiwa kumubati.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 5

Maonero Nehemia 5:14 akapoteredza