Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 3:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumashure mavo, Bhenjamini naHashubhi vakazogadzira mberi kweimba yavo; uye aivatevera, Azaria mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waAnania, akagadzira parutivi rweimba yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 3

Maonero Nehemia 3:23 akapoteredza