Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aimutevera, ndiMeromoti mwanakomana waUria, mwanakomana waHakozi, akagadzira chimwe chikamu, kubva pamusuo weimba yaErishibhi kusvikira painoguma.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 3

Maonero Nehemia 3:21 akapoteredza