Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 11:31-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. Zvizvarwa zvaBhenjamini zvaibva kuGebha zvakagara muMikinashi, neAija neBeteri namaruwa acho,

32. muAnatoti, neNobhi neAnania,

33. muHazori, neRama neGitaimi,

34. muHadhidhi, Zebhoimi neNebharati,

35. muRodhi neOno, nomuMupata weMhizha.

36. Mamwe mapoka avaRevhi vokwaJudha akandogara muBhenjamini.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 11