Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 11:27-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. nomuHazari Shuari, nomuBheerishebha namaruwa aro,

28. nomuZikiragi, nomuMekona namaruwa aro,

29. muEni Rimoni, nomuZora, nomuJarimuti,

30. Zanoa, neAdhurami nemisha yawo, muRakishi neminda yaro, nomuAzeka namaruwa aro. Naizvozvo vakanga vagere munzvimbo yose kuBheerishebha kusvikira kuMupata weHinomi.

31. Zvizvarwa zvaBhenjamini zvaibva kuGebha zvakagara muMikinashi, neAija neBeteri namaruwa acho,

32. muAnatoti, neNobhi neAnania,

33. muHazori, neRama neGitaimi,

34. muHadhidhi, Zebhoimi neNebharati,

35. muRodhi neOno, nomuMupata weMhizha.

36. Mamwe mapoka avaRevhi vokwaJudha akandogara muBhenjamini.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 11