Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 11:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutariri mukuru wavaRevhi muJerusarema aiva Uzi mwanakomana waBhani, mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waMatania, mwanakomana waMika. Uzi aiva mumwe wezvizvarwa zvaAsafi, vaiva vaimbi vari vabati veshumiro yeimba yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 11

Maonero Nehemia 11:22 akapoteredza