Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 1:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mashoko aNehemia mwanakomana waHakaria: Mumwedzi waKisirevhi mugore ramakumi maviri, pandainge ndiri panhare yeSusa,

2. Hanani, mumwe wehama dzangu, akauya achibva kuJudha navamwe varume, ndikavabvunza pamusoro pavaJudha vakasara avo vakapunyuka pakutapwa, uyewo napamusoro paJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 1