“Ndine mhaka newe,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Ndicharatidza ndudzi kushama kwako namadzimambo kunyadziswa kwako.