Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nahumi 3:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kumhanya kwavatasvi vamabhiza, kupenya kweminondo namapfumo anovaima! Vazhinji vakaurayiwa, mirwi yevakafa, mitumbi isingaverengeki, vanhu vachigumburwa nezvitunha.

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 3

Maonero Nahumi 3:3 akapoteredza