Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nahumi 3:18-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Iwe mambo weAsiria, vafudzi vako vanotsumwaira; machinda ako anorara pasi kuti azorore. Vanhu vako vakapararira pamusoro pamakomo pasina angavaunganidza.

19. Hapana chingarapa ronda rako; kukuvara kwako kwakaipisisa. Mumwe nomumwe anonzwa nezveguhu rako anoombera maoko ake pakuwa kwako, nokuti ndianiko asina kunzwa utsinye hwako husina magumo?

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 3