Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ichi ndicho chinhu chakaipa pane zvose zvinoitika pasi pezuva: Vose vane mugumo mumwe chete. Pamusoro pezvo, mwoyo yavanhu izere nezvakaipa uye mumwoyo yavo mune upenzi panguva yokurarama kwavo, uye shure kwaizvozvo vanobatana navakafa.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 9

Maonero Muparidzi 9:3 akapoteredza