Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 8:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndinokurudzira vanhu kuti vafadzwe noupenyu, nokuti hapana chinhu chiri nani kumunhu pasi pezuva kupfuura kudya nokunwa nokufara. Ipapo mufaro uchamutevera mubasa rake mazuva ose oupenyu hwaakapiwa naMwari pasi pezuva.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 8

Maonero Muparidzi 8:15 akapoteredza