Zvose izvi ndakazviedza nouchenjeri ndikati,“Ndakazvipira kuva munhu akachenjera,” asi izvi zvaiva kure neni.