Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari anopa munhu mari nezvinhu zvakawanda uye nokukudzwa, zvokuti haana chaangashayiwa pazvinhu zvinodiwa nomwoyo wake, asi Mwari haazomutenderi kuti afadzwe nazvo, uye mutorwa ndiye anozofadzwa nazvo panzvimbo yake. Izvi hazvina maturo, chinhu chakaipa chinorwadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 6

Maonero Muparidzi 6:2 akapoteredza