Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwaiva nomunhu aigara ari oga; akanga asina mwanakomana, kana munun'una. Kushanda kwake kwakanga kusina magumo, kunyange zvakadaro meso ake haana kugutswa nepfuma yake. Akabvunza akati, “Ndinotambudzikira aniko, uye sei ndichizvinyima mafaro?” Naizvozviwo hazvina maturo, basa rokutambura!

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 4

Maonero Muparidzi 4:8 akapoteredza