Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti munhu angaite basa rake nouchenjeri, noruzivo uye nounyanzvi, zvino ipapo ozofanira kusiya zvose zvaanazvo kuno mumwe asina kuzvishandira. Naizvozviwo hazvina maturo uye chinhu chakaipa kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 2

Maonero Muparidzi 2:21 akapoteredza