Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvazvo munhu akararama makore mazhinji, ngaafadzwe nawo ose. Asi ngaarangarire mazuva erima, nokuti achava mazhinji. Zvose zvichazouya hazvina maturo.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 11

Maonero Muparidzi 11:8 akapoteredza