Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kusha mbeu dzako mangwanani, uye madekwana urege kugarira maoko ako, nokuti hauzivi kuti chichabudirira ndechipi, chingava ichi kana icho, kana kuti zvose zviri zviviri zvichafanana pakunaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 11

Maonero Muparidzi 11:6 akapoteredza