Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 11:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Kanda chingwa chako pamusoro pemvura zhinji, nokuti mushure mamazuva mazhinji uchachiwanazve.

2. Govera vanomwe, kunyange navaserewo; nokuti hauzivi kuti idambudziko rakadii richauya panyika.

3. Kana makore azara nemvura anonayisa mvura panyika. Hazvinei kuti muti wawira zasi kana kumusoro, panzvimbo paunowira, ndipo paucharara.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 11