Uye benzi rinowanza mashoko.Hapana munhu anoziva zvichauya, ndiani angamuudza zvichaitika shure kwake?