Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mika 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro vanhu vachauya kwauri vachibva kuAsiria namaguta eIjipiti, kunyange kubva Ijipiti kusvikira kuYufuratesi, uye kubva kugungwa kusvika kune rimwe gungwa, nokubva kugomo kusvika kune rimwe gomo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 7

Maonero Mika 7:12 akapoteredza