Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mika 5:12-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Ndichaparadza uroyi hwako uye hauchazovizve navavuki.

13. Ndichaparadza zvifananidzo zvenyu zvakavezwa neshongwe dzenyu pakati penyu; hamuchazokotamiri kubasa ramaoko enyu.

14. Ndichadzura kubva pakati penyu matanda aAshera uye ndichaparadza maguta enyu.

15. Ndichatsiva nokutsamwa nehasha kundudzi dzisina kunditeerera.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 5