Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mika 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndudzi zhinji dzichauya dzichiti, “Uyai, handei kugomo raJehovha, kuimba yaMwari waJakobho. Achatidzidzisa nzira dzake, kuti tigofamba munzira dzake.” Murayiro uchabuda kubva paZioni, shoko raJehovha kubva paJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 4

Maonero Mika 4:2 akapoteredza