Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mika 4:12-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Asi havazivi pfungwa dzaJehovha; havanzwisisi kuronga kwake, iye anovaunganidza sezvisote paburiro.

13. “Simuka upure, iwe Mwanasikana weZioni, nokuti ndichakupa nyanga dzendarira; ndichakupa mahwanda outare uye uchapwanya kuita zvidumbu ndudzi zhinji.” Uchatsaurira kuna Jehovha zvavakazviwanira nenzira dzavo, upfumi hwavo kuna Ishe wenyika yose.

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 4