Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mika 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vachadana kuna Jehovha, asi haangavadaviri. Panguva iyoyo achavanza chiso chake kwavari nokuda kwezvakaipa zvavakaita.

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 3

Maonero Mika 3:4 akapoteredza