Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mika 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatungamiri varo vanotongera fufuro, vaprista varo vanodzidzisa kuti vapiwe mubayiro, uye vaprofita varo vanoprofita kuti vapiwe mubayiro. Asi vanozendama pana Jehovha voti, “Ko, Jehovha haasi pakati pedu here? Hapana njodzi ingatiwira.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 3

Maonero Mika 3:11 akapoteredza