Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mika 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvose zvifananidzo zvaro zvichaputswa kuita zvimedu; zvose zvipo zvaro zvomutemberi zvichapiswa nomoto; ndichaparadza zvifananidzo zvaro zvose. Sezvo akaunganidza zvipo zvake kubva pamibayiro yezvifeve, semibayiro yezvifeve zvichazoshandiswa zvakare.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 1

Maonero Mika 1:7 akapoteredza