Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mika 1:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Ndichauyisa mukundi kwauri iwe unogara muMaresha. Iye anova kubwinya kwaIsraeri achauya kuAdhuramu.

16. Veurai misoro yenyu mukuchema nokuda kwavana vamunofarira; zviitei musvuu sowegora, nokuti vachabva kwamuri vachienda kuutapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 1